Simudzai Mureza WeZimbabwe
From Wikipedia, the free encyclopedia
This Page contains the shona words to the Zimbabwe national anthem. For the English words click the bold text.
"Blessed be the Land of Zimbabwe" (Shona: "Simudzai Mureza WeZimbabwe"; Northern Ndebele: "Kalibusiswe Ilizwe leZimbabwe") is the national anthem of Zimbabwe. It was introduced in March 1994 after a nation-wide competition to replace "Ishe Komborera Africa" as a distinctly Zimbabwean song. The winning entry was a song written by Professor Solomon Mutswairo and composed by Fred Changundega.
The Shona Words are:
Simudzai mureza wedu weZimbabwe Yakazvarwa nomoto wechimurenga; Neropa zhinji ramagamba Tiidzivirire kumhandu dzose; Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe.
Tarisai Zimbabwe nyika yakashongedzwa Namakomo, nehova, zvinoyevedza Mvura ngainaye, minda ipe mbesa Vashandi vatuswe, ruzhinji rugutswe; Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe.
Mwari ropafadzai nyika yeZimbabwe Nyika yamadzitateguru edu tose; Kubva Zambezi kusvika Limpopo, Navatungamiri vave nenduramo; Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe.